Oliver 'Tuku' Mtukudzi — Paroles et traduction des paroles de la chanson Murimi Munhu

La page contient les paroles et la traduction française de la chanson « Murimi Munhu » de Oliver 'Tuku' Mtukudzi.

Paroles

Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Murimi munhu, ivhu ivhu
Murimi munhu
Nyika ivhu (ivhu ndonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu
(Riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuve muvhimi (kudya)
Kana muimbi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesuwo venungo (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Ivhu ndoonyika
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu, nyika ivhu (ivhu ndoonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuva mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imi mafero (kudya)
Nemi madhara (kudya zvemurimi)
Mablazo (kudya)
Nemi magen’a (zvemurimi)
Hmmmm
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya)
Kana mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve mukuru (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya)
Nemi machinda (zvemurimi)
Kuve muimbi (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh

Traduction des paroles

Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh
Wuuuuu, friche de la ayhu
Murimi munhu, ayhu ayhu
Murimi munhu
Friche ozhu (ozhu ndonyika)
Murimi munhu, ayhu ayhu
(Riine murimi)
Murimi munhu
Murimi devrait toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi si toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi devrait toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana son père
Kuve muvhimi (kudya)
Kana muimimi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesuwo venungo (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh
Wuuuuu, friche de la ayhu
Othu avertissement
Murimi munhu, ayhu ayhu (riine murimi)
Murimi munhu, Wasteland ayhu (ayhu Ayhika)
Murimi munhu, ayhu ayhu (riine murimi)
Murimi munhu
Murimi devrait toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi si toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi devrait toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana son père
Kuva mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imi mafero (kudya)
Effets Nemi (kudya zvemurimi)
Blazzo (kudya)
Nemi Magen'a (zvemurimi)
Hmmmm
Murimi devrait toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi si toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi devrait toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya)
Kana Mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve muku (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya)
Nemi machinda (zvemurimi)
KUVE vague (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh